Isaya 27:13 BDMCS

13 Uye pazuva iro hwamanda huru icharira. Vakanga vofira muAsiria uye navaya vakanga vatizira kuIjipiti vachauya kuzonamata Jehovha pamusoro pegomo dzvene riri muJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 27

Maonero Isaya 27:13 akapoteredza