Isaya 27:9 BDMCS

9 Zvino nenzira iyi, mhosva yaJakobho ichadzikinurwa, uye izvi zvichava chibereko chakazara chokubviswa kwechivi chake: Paanoita kuti aritari dzose dzifanane namabwe omunyaka akaputswaputswa, hapana matanda aAshera kana aritari dzezvinonhuwira zvichasiyiwa zvakamira.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 27

Maonero Isaya 27:9 akapoteredza