Isaya 28:25 BDMCS

25 Paanoenzanisa munda wake kuti uti chechetere, haangadyari karawe uye agokusha kumini here? Haangadyari gorosi munzvimbo yaro, nebhari mumunda wayo, nesipereti mumunda wayo here?

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 28

Maonero Isaya 28:25 akapoteredza