13 Ishe anoti:“Vanhu ava vanoswedera kwandiri nemiromo yavo, uye vanondikudza nemiromo yavo, asi mwoyo yavo iri kure neni. Kundinamata kwavo kwangova kwemitemo inodzidziswa navanhu chete.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 29
Maonero Isaya 29:13 akapoteredza