Isaya 29:2 BDMCS

2 Kunyange zvakadaro, ndichakomba Arieri; pachava nokuchema nokuungudza, Arieri richafanana nechoto chearitari kwandiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 29

Maonero Isaya 29:2 akapoteredza