21 avo vanopomera munhu mhosva neshoko chete, vanoisira musungo kuna anoruramisira mudare, uye nouchapupu hwenhema, vanokonesa kururamisirwa kwavasina mhosva.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 29
Maonero Isaya 29:21 akapoteredza