Isaya 3:14 BDMCS

14 Jehovha anopinda mukutonga vakuru navatungamiri vavanhu vake achiti, “Ndimi makaparadza munda wangu womuzambiringa; zvakapambwa zvinobva kuvarombo zviri mudzimba dzenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 3

Maonero Isaya 3:14 akapoteredza