Isaya 3:16 BDMCS

16 Jehovha anoti, “Vakadzi veZioni vanozvikudza, vanofamba vakamisa mitsipa yavo. Vachichonya nameso avo, nokufamba vachinzenzeta, vaine zvishongo zvinorira muzviziso zvamakumbo avo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 3

Maonero Isaya 3:16 akapoteredza