Isaya 3:8 BDMCS

8 Jerusarema rozungunuka, Judha riri kuwa; mashoko avo nezviito zvavo zvinopesana naJehovha, vachizvidza kuvapo kwake kunobwinya.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 3

Maonero Isaya 3:8 akapoteredza