Isaya 31:3 BDMCS

3 Asi vaIjipita vanhu uye havasi Mwari, mabhiza avo inyama uye haasi mweya. Zvino panotambanudza Jehovha ruoko rwake, uyo anobatsira achagumburwa, uyo achabatsirwa achawa; vose vachaparara pamwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 31

Maonero Isaya 31:3 akapoteredza