Isaya 31:9 BDMCS

9 Nhare dzavo dzakasimba dzichawa nokuda kwokutya; vatungamiri vavo vachavhundutswa pavachaona mureza wehondo,”ndizvo zvinotaura Jehovha, ane moto wake paZioni murazvo wake uri muJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 31

Maonero Isaya 31:9 akapoteredza