Isaya 32:11 BDMCS

11 Dederai, imi vakadzi munoti mugere zvakanaka; hutai, iyemi vanasikana vasina hanya! Bvisai nguo dzenyu, monerai masaga muzviuno zvenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 32

Maonero Isaya 32:11 akapoteredza