13 uye nokuda kwenyika yavanhu vangu, nyika yamera minzwa norukato, hongu, mucheme nokuda kwedzimba dzose dzamafaro, uye nokuda kweguta rinopururudza iri.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 32
Maonero Isaya 32:13 akapoteredza