Isaya 32:2 BDMCS

2 Munhu mumwe nomumwe achafanana noutiziro kubva kumhepo, noutiziro kubva pakunaya kwemvura zhinji, sehova dzemvura mugwenga nomumvuri webwe guru munyika yafa nenyota.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 32

Maonero Isaya 32:2 akapoteredza