Isaya 33:1 BDMCS

1 Une nhamo iwe, muparadzi, iyewe usati wamboparadzwa! Une nhamo iwe, mupanduki, iyewe usati wambopandukirwa! Paunorega kuparadza, iwe uchaparadzwa; paunorega kupandukira, iwe uchapandukirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 33

Maonero Isaya 33:1 akapoteredza