Isaya 33:15 BDMCS

15 Iye anofamba nokururama uye anotaura zvakanaka, anoramba pfuma inobva pakumanikidza uye anodzivisa ruoko rwake kugamuchira fufuro, anodzivisa nzeve dzake kunzwa rangano dzokuuraya, uye anotsinzina meso ake kuti arege kuona zvakaipa,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 33

Maonero Isaya 33:15 akapoteredza