4 Nyeredzi dzokudenga dzose dzichanyungudika, uye denga richapetwa sorugwaro; marudzi ose enyeredzi achawa samashizha akaoma abva pamuzambiringa, samaonde akasvava abva pamuonde.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 34
Maonero Isaya 34:4 akapoteredza