Isaya 35:2 BDMCS

2 richatumbuka; richafara zvikuru uye richapembera nomufaro. Mbiri yeRebhanoni ichapiwa kwariri, kunaka kweKarimeri neSharoni; vachaona kubwinya kwaJehovha, nokunaka kwaMwari wedu.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 35

Maonero Isaya 35:2 akapoteredza