Isaya 36:16 BDMCS

16 “Musateerera Hezekia. Zvanzi namambo weAsiria: Itai rugare neni mugouya kwandiri. Ipapo mumwe nomumwe wenyu achadya zvinobva pamuzambiringa wake napamuonde wake uye achanwa mvura inobva muchitubu chake,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 36

Maonero Isaya 36:16 akapoteredza