Isaya 36:2 BDMCS

2 Ipapo mambo weAsiria akatuma mukuru wehondo yake nehondo huru achibva kuRakishi kuna Mambo Hezekia muJerusarema. Mukuru wehondo akati amira pamugero weDziva roKumusoro, pamugwagwa unoenda kuMunda woMusuki,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 36

Maonero Isaya 36:2 akapoteredza