Isaya 36:21 BDMCS

21 Asi vanhu vakaramba vanyerere, vakasapindura chinhu, nokuti mambo akanga arayira achiti, “Musamupindura.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 36

Maonero Isaya 36:21 akapoteredza