Isaya 36:6 BDMCS

6 Tarira zvino, unovimba neIjipiti, ruya rushanga rwomudonzvo rwakavhunika, runobaya ruoko rwomunhu nokumupa vanga kana azendemira parwuri! Ndizvo zvakaita Faro mambo weIjipiti kuna vose vanovimba naye.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 36

Maonero Isaya 36:6 akapoteredza