Isaya 37:10 BDMCS

10 “Udzai Hezekia mambo weJudha muti: Mwari waunovimba naye ngaarege kukunyengera achiti, ‘Jerusarema harizoiswa muruoko rwamambo weAsiria.’

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 37

Maonero Isaya 37:10 akapoteredza