Isaya 37:13 BDMCS

13 Mambo weHamati aripiko, namambo weArifadhi namambo weguta reSefarivhaimi, kana Hena kana Ivha?”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 37

Maonero Isaya 37:13 akapoteredza