Isaya 37:2 BDMCS

2 Akatuma Eriakimu mutariri womuzinda wamambo, naShebhina munyori, navakuru vavaprista, vose vakapfeka masaga, kumuprofita Isaya mwanakomana waAmozi.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 37

Maonero Isaya 37:2 akapoteredza