26 “Hauna kunzwa here? Izvi ndakazviita kare. Ndakazvironga pamazuva akare; zvino ndaita kuti zviitike, nokuti wakaparadza maguta akakomberedzwa akava mirwi yamatombo.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 37
Maonero Isaya 37:26 akapoteredza