Isaya 37:29 BDMCS

29 Nokuda kwehasha dzako kwandiri uye nokuda kwokuti kusateerera kwako kwasvika munzeve dzangu, ndichaisa chiredzo changu mumhuno dzako namatomu angu mumuromo mako, uye ndichaita kuti udzokere nenzira yawakauya nayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 37

Maonero Isaya 37:29 akapoteredza