Isaya 38:14 BDMCS

14 Ndakarira senyenganyenga kana kondo. Ndakachema sokuchema kunoita njiva. Meso angu akaneta nokutarisa kudenga. Haiwa Jehovha, ndine nhamo uyai mundinunure!”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 38

Maonero Isaya 38:14 akapoteredza