Isaya 38:17 BDMCS

17 Zvirokwazvo kutambudzika kwangu kukuru kwakandivigira rugare. Murudo rwenyu makandirwira pagomba rokuparadzwa; makaisa zvivi zvangu zvose shure kwenyu,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 38

Maonero Isaya 38:17 akapoteredza