1 Panguva iyoyo Merodhaki-Bharadhani mwanakomana waBharadhani mambo weBhabhironi, akatumira matsamba nechipo kuna Hezekia, nokuti akanga anzwa nezvokurwara nokupora kwake.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 39
Maonero Isaya 39:1 akapoteredza