Isaya 39:4 BDMCS

4 Muprofita akamubvunza achiti, “Vakaoneiko mumuzinda menyu?”Hezekia akati, “Vakaona zvose zviri mumuzinda mangu. Pakati pepfuma yangu hapana chandisina kuvaratidza.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 39

Maonero Isaya 39:4 akapoteredza