Isaya 4:1 BDMCS

1 Pazuva iro vakadzi vanomwe vachabata murume mumwe vachiti, “Tichadya zvokudya zvedu nokuzvitsvakira zvokufuka; Tinongoda kudanwa nezita rako bedzi. Bvisa kunyadziswa kwedu!”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 4

Maonero Isaya 4:1 akapoteredza