Isaya 4:4 BDMCS

4 Jehovha achashambidza tsvina yevakadzi veZioni; achanatsa makwapa eropa kubva muJerusarema nomweya wokutonga uye mweya womoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 4

Maonero Isaya 4:4 akapoteredza