6 Chichava chifukidzo nomumvuri kubva pakupisa kwezuva, noutiziro, nenzvimbo yokuvanda kubva padutu nemvura inonaya.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 4
Maonero Isaya 4:6 akapoteredza