Isaya 40:14 BDMCS

14 Ndiani akabvunzwa naJehovha kuti amujekesere, uye ndiani akamudzidzisa nzira yakanaka? Ndianiko akamudzidzisa ruzivo kana kumuratidza nzira yokunzwisisa?

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 40

Maonero Isaya 40:14 akapoteredza