Isaya 40:2 BDMCS

2 Taurai nounyoro kuJerusarema, mudanidzire kwariri kuti kubata kwaro kukuru kwapera, uye kuti chivi charo charipirwa, kuti ragamuchira kubva muruoko rwaJehovha zvakapetwa kaviri pamusoro pezvivi zvaro.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 40

Maonero Isaya 40:2 akapoteredza