Isaya 40:21 BDMCS

21 Hamuzivi here? Hamuna kunzwa here? Hamuna kumbozviudzwa kubva pakutanga here? Hamuna kunzwisisa kubva pakuvamba kwenyika here?

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 40

Maonero Isaya 40:21 akapoteredza