20 kuitira kuti vanhu vaone uye vagoziva, varangarire vagonzwisisa, kuti ruoko rwaJehovha rwakaita izvozvi, kuti Mutsvene waIsraeri ndiye akazvisika.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 41
Maonero Isaya 41:20 akapoteredza