4 Ndiani akabata basa iri akaripedza, akadana marudzi kubva pakutanga? Ini, Jehovha, naiye wokutanga wavo newokupedzisira, ndini iye.”
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 41
Maonero Isaya 41:4 akapoteredza