Isaya 42:4 BDMCS

4 haangakoniwi uye haangaperi simba kusvikira asimbisa kururamisirwa panyika. Zviwi zvichaisa tariro yazvo mumurayiro wake.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 42

Maonero Isaya 42:4 akapoteredza