1 Asi zvino, zvanzi naJehovha, iye akasika iwe Jakobho, iye akakuumba iwe Israeri: “Usatya, nokuti ndakakudzikinura; ndakakudana nezita rako; uri wangu.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 43
Maonero Isaya 43:1 akapoteredza