Isaya 43:20 BDMCS

20 Zvikara zvesango zvinondikudza, makava namazizi, nokuti ndinozvipa mvura mugwenga nehova musango, kuti ndipe vanhu vangu chokunwa, vasanangurwa vangu,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 43

Maonero Isaya 43:20 akapoteredza