Isaya 44:12 BDMCS

12 Mupfuri anotora chokupfurisa agochishandisa mumazimbe; anoita chifananidzo nenyundo, agochiumba nesimba roruoko rwake. Anonzwa nzara agorasikirwa nesimba rake. Mukusanwa kwake mvura anobva aziya.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 44

Maonero Isaya 44:12 akapoteredza