14 Akatema misidhari, kana zvimwe akatora musipuresi kana muouki. Akaurega uchikura pakati pemiti yesango, kana kuti akasima mupaini, mvura ikaita kuti ukure.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 44
Maonero Isaya 44:14 akapoteredza