24 “Zvanzi naJehovha, mudzikinuri wako, iye akakuumba uri mudumbu:“Ndini Jehovha, akaita zvinhu zvose, iye oga akatatamura matenga, akatambanudza nyika oga.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 44
Maonero Isaya 44:24 akapoteredza