Isaya 44:26 BDMCS

26 anozadzisa mashoko omuranda wake, uye anozadzisa zvakaprofitwa nenhume dzake,anoti kuJerusarema, ‘Richagarwa,’nokumaguta eJudha, ‘Achavakwa,’nokumatongo awo, ‘Ndichaavandudza,’

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 44

Maonero Isaya 44:26 akapoteredza