Isaya 45:13 BDMCS

13 Ndichamutsa Sirasi mukururama kwangu: ndichaita kuti nzira dzake dzose dzirurame. Iye achavakazve guta rangu, uye achasunungura vatapwa vangu, asi pasina muripo kana mubayiro, ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 45

Maonero Isaya 45:13 akapoteredza