Isaya 45:21 BDMCS

21 Paridzai zvichauya, muzvibudise: ngavarangane pamwe chete. Ndianiko akazvitaura kare, ndiani akazvireva kubva kare nakare? Handizini Jehovha here? Uye kunze kwangu ini hakuna Mwari, Mwari akarurama noMuponesi; hakuna mumwe asi ini.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 45

Maonero Isaya 45:21 akapoteredza