Isaya 45:5 BDMCS

5 Ndini Jehovha, uye hakuna mumwe; kunze kwangu ini hakuna Mwari. Ndichakusimbisa, kunyange usina kundiziva,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 45

Maonero Isaya 45:5 akapoteredza