Isaya 45:8 BDMCS

8 “Imi matenga kumusoro, nayisai kururama; makore ngaakudonhedze pasi. Nyika ngaizaruke kwazvo, ruponeso ngarutubuke, kururama ngakukure pamwe chete narwo; ini Jehovha, ndini ndakazvisika.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 45

Maonero Isaya 45:8 akapoteredza